Logo de la Biblia App
Ícono Búsqueda

1 Timoti 2:8-10

1 Timoti 2:8-10 BDSC

Ndinoda kuti varume kwose kwose vasimudze maoko matsvene pakunyengetera, vasina kutsamwa kana nharo. Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji, asi ngavave namabasa akanaka, sezvakafanira vakadzi vanoti vanonamata Mwari.

Video de 1 Timoti 2:8-10

Planes y devocionales gratis relacionados con 1 Timoti 2:8-10