Mariko 6:5-6

Mariko 6:5-6 KBT

Nokudaro haanai kudzoita mabasa yosimba makaremo kusara kwokundoturika maoko pavahwere vashomanana vaadoporesa. Zvino adoshamisika, nokusaya kutenda kwavo. Saka adotenderera muimwe misha achidzidzisa.