Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mariko 7

1

Mariko 7:21-23

KoreKore Bible Translation

KBT

Ndava kubva mukati momwoyo womunhu munobirika: mifungo idoipa, upombwe, kuba, nokubayana, nhafu, kunyangadza, kunyengedza, nokusazvibata, usvinu, kushora, kuzvikudza, noudzemwa. Zvidoipa zvakarezvi zvese zvinobirika mukati momunhu ndizvo zvinomusvipisa.”

Compara

Explorar Mariko 7:21-23

2

Mariko 7:15

KoreKore Bible Translation

KBT

Hapanai chinopinda mumunhu chichibva kunze chinomusvipisa, asi zvinobuda kubva maari ndizvo zvinomusvipisa.

Compara

Explorar Mariko 7:15

3

Mariko 7:6

KoreKore Bible Translation

KBT

Jesu adovapindura kuti, “Imipa vanyengeri, Isaya waireva vakaremi paadoporofita achiti, ‘Vanhu vova vanondikudza nomiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kurefu nainini.

Compara

Explorar Mariko 7:6

4

Mariko 7:7

KoreKore Bible Translation

KBT

Vanondinamata zvomabhwodo vachitsinhanisa mitemo yaMwari nodzidziso dzidoumbiwa novanhu.’

Compara

Explorar Mariko 7:7

5

Mariko 7:8

KoreKore Bible Translation

KBT

Mudosiya mitemo yaMwari chaiyo muchibatirira kutsika dzovanhu.”

Compara

Explorar Mariko 7:8

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mariko 7

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest