Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mariko 1

1

Mariko 1:35

KoreKore Bible Translation

KBT

Mambakwedza, kuchidosvipa, Jesu adomuka ndokubirika. Adoenda kwache wega, konamata.

Compara

Explorar Mariko 1:35

2

Mariko 1:15

KoreKore Bible Translation

KBT

Jesu adoti, “Nguwa yazazisiwa, futi umambo hwaMwari hwava papfupi! Pindukai kubva muzvitema zvenyu mutende Nyaya Idonaka!”

Compara

Explorar Mariko 1:15

3

Mariko 1:10-11

KoreKore Bible Translation

KBT

Jesu paadobirika mumvura, kabodzi nokabodzi adoona denga razururiwa futi Mweya achiburukira paari adoita kunge njiva. Zvino izvi ridobva kudenga ndokuti, “Ndiwe Mwanakomana wangu wandinoditsa, iwepa unondifadza zvidonyanya.”

Compara

Explorar Mariko 1:10-11

4

Mariko 1:8

KoreKore Bible Translation

KBT

Ndakuombekai nomvura asi iye achakuombekai noMweya Mutsvene.”

Compara

Explorar Mariko 1:8

5

Mariko 1:17-18

KoreKore Bible Translation

KBT

Jesu adoti kwavari, “Nditeverei, ndikuitei varauri vovanhu.” Nokamangu vadosiirafuti mambure yavo, ndokumutevera.

Compara

Explorar Mariko 1:17-18

6

Mariko 1:22

KoreKore Bible Translation

KBT

Ivo vadoshamisika nomadzidzisiro yache, ndava adovadzidzisa semunhu anochikuriri, asingaite kunge vanyori.

Compara

Explorar Mariko 1:22

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mariko 1

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest