Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mateo 22

1

Mateo 22:37-39

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Jesu akapindura akati, “ ‘Ida Ishe Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose nokufunga kwako kwose.’ Uyu ndiwo murayiro mukuru uye wokutanga. Wechipiri wakafanana nawo unoti, ‘Ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe.’

Compara

Explorar Mateo 22:37-39

2

Mateo 22:40

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Murayiro wose naVaprofita zvakabatanidzwa pamirayiro iyi miviri.”

Compara

Explorar Mateo 22:40

3

Mateo 22:14

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

“Nokuti vazhinji vakakokwa asi vakasarudzwa vashoma.”

Compara

Explorar Mateo 22:14

4

Mateo 22:30

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Pakumuka kwavakafa vanhu havawani kana kuwanikwa, vachange vakaita savatumwa kudenga.

Compara

Explorar Mateo 22:30

5

Mateo 22:19-21

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ndiratidzei mari inoshandiswa pakutera mutero.” Vakamuvigira dhenari uye akavabvunza akati, “Ko, mufananidzo uyu ndowaani uye runyoro urwu ndorwaani?” Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Ipapo akati kwavari, “Ipai kuna Kesari zvaKesari, uye kuna Mwari zvaMwari.”

Compara

Explorar Mateo 22:19-21

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mateo 22

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest