Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mabasa 16

1

Mabasa 16:31

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ivo vakati, “Tenda muna Tenzi Jesu uchaponeswa iwe nemhuri yako.”

Compara

Explorar Mabasa 16:31

2

Mabasa 16:25-26

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Pokunge pava pakati pousiku Pauro naSirasi vainge vachinamata vachikumbira vachiimbira Mwari dzimbo, vasungwa vachivateerera. Pakarepo pakave nokundengendeka kukuru zvokuti ugaro hweJeri hwakazunguzika. Pakarepo makonhi ose akazaruka. Majoti omunhu oga oga akabva asungunuka.

Compara

Explorar Mabasa 16:25-26

3

Mabasa 16:30

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Akavabudisa akati, “Varume chii chandingaite kuti ndiponeswe?”

Compara

Explorar Mabasa 16:30

4

Mabasa 16:27-28

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Muchengeti wejeri paakamuka akaona kuti makonhi ejeri akanga akazaruka akazvomora bakatwa rake avakuda kuzviuraya achifunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka. Asi Pauro akadaidzira nezwi guru achiti, “Usazvikuvadze zvako nokuti isu tose tiri muno.”

Compara

Explorar Mabasa 16:27-28

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mabasa 16

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest