Isaya 1:1

Isaya 1:1 BDSC

Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUzia naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha.
BDSC: Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Share