Mapisarema 33:18-19
Mapisarema 33:18-19 SNA2002
Tarirai, ziso raJehovha rinotarira vanomutya, Ivo, vanorindira tsitsi dzake; Kurwira mweya wavo parufu, Nokuvararamisa panguva yenzara.