YouVersion Logo
Search Icon

Ekisodho 20:9-10

Ekisodho 20:9-10 SNA2002

Ubate mazuva matanhatu, uite mabasa ako ose; asi zuva rechinomwe iSabata raJehovha Mwari wako; usatongobata mabasa naro, iwe, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana muranda wako, kana murandakadzi wako, kana zvipfuwo zvako, kana mweni wako ari mukati mamasuo ako

Free Reading Plans and Devotionals related to Ekisodho 20:9-10