1
Ezekieri 36:26
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ndichakupai mwoyo mutsva nokuisa mweya mutsva mukati menyu, ndichabvisa mwoyo webwe mamuri ndigoisa mwoyo wenyama mukati menyu.
Compare
Explore Ezekieri 36:26
2
Ezekieri 36:27
Uye ndichaisa Mweya wangu mukati menyu uye ndichakuitai kuti mutevere mitemo yangu mugochenjerera kuchengeta mirayiro yangu.
Explore Ezekieri 36:27
3
Ezekieri 36:25
Ndichasasa mvura yakachena pamusoro penyu, uye muchava vakachena, ndichakunatsai patsvina yenyu yose napazvifananidzo zvenyu.
Explore Ezekieri 36:25
4
Ezekieri 36:28
Muchagara munyika yandakapa madzitateguru enyu; imi muchava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wenyu.
Explore Ezekieri 36:28
Home
Bible
Plans
Videos