1
Mapisarema 55:22
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Kandira mutoro wako pamusoro paJehovha, iye achakusimbisa; Haangatongotenderi akarurama kuti azununguswe.
Compare
Explore Mapisarema 55:22
2
Mapisarema 55:17
Madekwana namangwanani namasikati ndichachema ndichiuura; Iye achanzwa izwi rangu.
Explore Mapisarema 55:17
3
Mapisarema 55:23
Asi imi Mwari muchavaburusira kugomba rokuparadzwa; Vanhu vanokarira ropa navanonyengera havangapedzi hafu yamazuva avo; Asi ini ndichavimba nemi.
Explore Mapisarema 55:23
4
Mapisarema 55:16
Kana ndirini, ndichadana kuna Mwari; Jehovha achandiponesa.
Explore Mapisarema 55:16
5
Mapisarema 55:18
Wakadzikinura mweya wangu norugare, kukasava nomumwe akaswedera kwandiri; Nokuti vakanga vachirwa neni, vaiva vazhinji.
Explore Mapisarema 55:18
6
Mapisarema 55:1
Rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu, Mwari; Regai kuzvivanza pakukumbira kwangu.
Explore Mapisarema 55:1