1
2 Makoronike 7:14
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
kana vanhu vangu, vakatumidzwa nezita rangu, vakazvininipisa, vakanyengetera nokutsvaka chiso changu, nokurega nzira dzavo dzakaipa; ipapo ndichanzwa kudenga ndichavakanganwira zvivi zvavo, nokupodza nyika yavo.
Compare
Explore 2 Makoronike 7:14
2
2 Makoronike 7:15
Zvino meso angu achasvinura, nzeve dzangu dzichateerera ndinzwe munyengetero unoitwa panzvimbo iyi.
Explore 2 Makoronike 7:15
3
2 Makoronike 7:16
“Nokuti zvino ndatsaura imba ino nokuiita tsvene, zita rangu rivepo nokusingaperi; meso angu nomwoyo wangu zvichavapo nokusingaperi.
Explore 2 Makoronike 7:16
4
2 Makoronike 7:13
Kana ndichinge ndadzivira kudenga, kuti mvura irege kunaya, kana zvimwe ndichinge ndaraira mhashu, kuti dzipedze nyika, kana zvimwe ndichinge ndatuma denda pakati pavanhu vangu
Explore 2 Makoronike 7:13
5
2 Makoronike 7:12
Ipapo Jehovha akazviratidza kuna Soromoni usiku, akati kwaari, “Ndanzwa kunyengetera kwako, ndazvitsaurira nzvimbo iyi, ive imba yokubayira zvibayiro.
Explore 2 Makoronike 7:12