Tsamba dzemuTestamende Itsva naMabasa

Tsamba dzemuTestamende Itsva naMabasa

85 Mazuva

Kuverenga Pauline, Pastoral, uye General Epistles hakusati kwakamboita nyore. Hurongwa uhu hwatikabatanidzirwa nekuwunzirwa neshamwari dzedu dzeku YouVersion, huchakubetsera kuti uverenge pasina kunetsekana tsamba imwe neimwe iri muTesitamende Itsva. Uye takakanda chidimbu cheMabasa Avapositori kuti pave nechipimo chakanaka.

Chirongwa ichi chakagadzirwa neve YouVersion.Kana muchida kuzivawo zvimwe nekuona zvimwe zvinyorwa,tapota shanyirai: www.youversion.com
Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy